Jobho 9:23 - Enzanisa Shanduro Dzose
Jobho 9:23 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana dambudziko rikauyisa rufu nokukurumidza, achaseka kushaya tariro kwavasina mhosva.
Pakurirana nevamwe
Jobho 9 BDSCJobho 9:23 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana nyatwa ichinge yauraya nokukurumidza, Iye achaseka njodzi yavasina mhosva.
Pakurirana nevamwe
Jobho 9 SNA2002Jobho 9:23 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Kana nyatwa iciŋge yaʋuraya nokukurumidza, Iye ucaseka njodzi yaʋasinemhoȿa.
Pakurirana nevamwe
Jobho 9 SUB1949Jobho 9:23 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana nyatwa ikayerekana yauraya munhu anotoseka zvake jambwa romunhu wakanaka.
Pakurirana nevamwe
Jobho 9 SCLBJobho 9:23 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Kana nyatwa ikayerekana yauraya munhu anotoseka zvake jambwa romunhu wakanaka.
Pakurirana nevamwe
Jobho 9 SCLBD