Jobho 9:4
Jobho 9:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye ano mwoyo wakangwara, une simba guru; Ndianiko akamuomesera mwoyo wake, akazofara?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 9Jobho 9:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari anoungwaru mumwoyo make ane simba guru guru. Ndiani angamirisana naye akabudirira?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 9Jobho 9:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uchenjeri hwake hwakadzika, simba rake iguru kwazvo. Ndianiko akamudzivisa akabuda asina vanga?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 9