Joere 2:13
Joere 2:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Bvarurai mwoyo yenyu, kwete nguo dzenyu. Dzokerai kuna Jehovha Mwari wenyu, iye ane nyasha uye ane tsitsi, anononoka kutsamwa uye ane rudo rukuru; anozvidzora pakutumira vanhu njodzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joere 2Joere 2:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
bvarurai mwoyo yenyu, murege kubvarura nguo dzenyu, mutendeukire kuna Jehovha Mwari wenyu; nokuti ane ngoni nenyasha, anononoka kutsamwa, ane tsitsi zhinji, uye anozvidemba pakuitira vanhu zvakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joere 2Joere 2:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Uye bvarurai mwoyo yenyu kwete hanzu dzenyu. Dzokerai kuna TENZI Mwari wenyu nokuti iye ane nyasha netsitsi. Haakurumidzi kushatirwa uye azere nomwoyochena, anozvidzora orega kuita zvakaipa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joere 2