Joere 2:28
Joere 2:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Uye mushure maizvozvo, ndichadururira Mweya wangu pamusoro pavanhu vose. Vanakomana navanasikana venyu vachaprofita, vatana venyu vacharota hope, majaya enyu achaona zviratidzo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joere 2Joere 2:28 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Zvino shure kwaizvozvo ndichadurura Mweya wangu pamusoro penyama yose; vanakomana venyu navanasikana venyu vachaporofita, vatana venyu vacharota hope, namajaya enyu achaona zviratidzo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joere 2Joere 2:28 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Mushure mezvo zvichazoitika kuti ndichadururira Mweya wangu pamusoro pavanhu vose. Vanakomana venyu navanasikana venyu vachaporofita, vakwegura venyu vacharotswa hope, vechidiki venyu vachaona zviratidzo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joere 2