Joere 2:32
Joere 2:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye ani naani anodana kuzita raJehovha achaponeswa; nokuti paGomo reZioni nomuJerusarema muchava noruponeso, sezvakataurwa naJehovha, pakati pavanopunyuka, avo vachadanwa naJehovha.
Joere 2:32 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino ani naani anodana zita raJehovha acharwirwa; nokuti pagomo reZioni napaJerusaremu ndipo pachava navakapukunyuka, sezvakataura Jehovha, napakati pavakasara ndipo pachava vakadanwa naJehovha.
Joere 2:32 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvichaitika kuti ani naani anodana zita raTENZI achaponeswa nokuti muGomo reZioni nomuJerusaremu muchava navanhu vanopunyuka sokutaura kwakaitawo TENZI uye mukati mevanenge vapunyuka muchava navanhu vakadaidzwa naTENZI.”
Joere 2:32 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino aninani unoɗana zita raJehova ucarwirwa; nokuti pagomo reZioni napaJerusarema ndi’po pacaʋa naʋakapukunyuka, seɀakataura Jehova, napakati paʋakasara ndi’po pacaʋa ʋakaɗanwa naJehova.
Joere 2:32 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)