Jona 2:2
Jona 2:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akati: “Mudambudziko rangu ndakadana kuna Jehovha, iye akandipindura. Kubva mukati meguva ndakadanidzira kuti ndibatsirwe, uye imi makanzwa kuchema kwangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jona 2Jona 2:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati, “Ndakadana kuna Jehovha ndiri munhamo yangu, Akandipindura; Ndakadana ndiri mudumbu reSheori, Imi mukanzwa izwi rangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jona 2Jona 2:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
achiti, “Ndakachema kuna TENZI ndiri munhamo yangu, iye akandipindura. Ndakachema ini ndiri mudumbu renzvimbo yavachakabvu, imi makanzwa izwi rangu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jona 2