Jona 2:7
Jona 2:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Upenyu hwangu pahwakanga hwotiza, ndakakurangarirai, imi Jehovha, uye munyengetero wangu wakauya kwamuri, kutemberi yenyu tsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jona 2Jona 2:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mweya wangu wakati uchiziya mukati mangu, ndikarangarira Jehovha; Munyengetero wangu ukapinda kwamuri muTemberi yenyu tsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jona 2Jona 2:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mweya wangu pawakapera simba mukati mangu, ndakarangarira TENZI; munamato wangu wakasvika kwamuri muTemberi yenyu inoera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jona 2