Joshua 1:1
Joshua 1:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino shure kwokufa kwaMozisi muranda waJehovha, Jehovha akataura naJoshua mwanakomana waNuni, muranda waMozisi achiti
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 1Joshua 1:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Mosesi, muranda waJehovha, wakati afa, Jehovha akataura naJoshua, mwanakomana waNuni, muranda waMosesi, akati
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 1Joshua 1:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuzoti Mosesi muranda waTenzi afa, iye Tenzi akataurira Joshuwa mwanakomana waNuni mubatsiri waMosesi achiti
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 1