Joshua 1:6
Joshua 1:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Simba utsunge mwoyo, nokuti uchatungamirira vanhu ava kuti vatore nyika yandakapikira madzitateguru avo kuti ndivape senhaka yavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 1Joshua 1:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Simba, utsunge mwoyo, nokuti uchagarisa vanhu ava nhaka yandakapikira madzibaba avo, kuti ndichavapa iyo, ive yavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 1Joshua 1:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Shinga, utsunge mwoyo nokuti ndiwe uchaita kuti vanhu ava vagare nhaka yenyika yandakatsidza kumadzibaba avo kuvapa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 1