Joshua 10:14 - Compare All Versions
Joshua 10:14 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hakuna kumboita zuva rakaita seiri nguva yakapfuura kana yakatevera, pazuva iri Jehovha akateerera munhu. Zvirokwazvo Jehovha akanga achirwira Israeri!
Pakurirana nevamwe
Joshua 10 BDSCJoshua 10:14 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hakuna kumbova nezuva rakadaro kubva pakutanga kana shure kwaro, kuti Jehovha wakateerera izwi romunhu; nokuti Jehovha wakarwira vaIsiraeri.
Pakurirana nevamwe
Joshua 10 SNA2002Joshua 10:14 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Hakuna kumbova nezuva rakadai kubvira pasi chigare kana shure kwaizvozvo rokuti Tenzi akateerera munhu, nokuti Tenzi akarwira vaIsiraeri.
Pakurirana nevamwe
Joshua 10 SCLBDJoshua 10:14 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Hakuna‐kumboʋa nezuʋa rakaɗaro kubva pakutaŋga kana shure kwaro, kuti Jehova wakaterera inzwi romunhu; nokuti Jehova wakarwira Israeri.
Pakurirana nevamwe
Joshua 10 SUB1949Joshua 10:14 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hakuna kumbova nezuva rakadai kubvira pasi chigare kana shure kwaizvozvo rokuti Tenzi akateerera munhu, nokuti Tenzi akarwira vaIsiraeri.
Pakurirana nevamwe
Joshua 10 SCLB