Joshua 10:25 - Compare All Versions
Joshua 10:25 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Joshua akati kwavari, “Musatya; musaora mwoyo. Simbai mutsunge mwoyo. Izvi ndizvo zvichaitwa naJehovha kuvavengi venyu vose vamucharwa navo.”
Pakurirana nevamwe
Joshua 10 BDSCJoshua 10:25 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Joshua akati kwavari, “Musatya, kana kuvhunduswa; simbai mutsunge mwoyo, nokuti Jehovha uchaita saizvozvo navavengi venyu vose, vamunorwa navo.”
Pakurirana nevamwe
Joshua 10 SNA2002Joshua 10:25 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Joshuwa akati kwavari, “Musatye zvenyu kana kuzeza, shingai mutsunge mwoyo nokuti ndizvo zvichaita Tenzi kuvavengi venyu vose vamucharwisa.”
Pakurirana nevamwe
Joshua 10 SCLBDJoshua 10:25 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino Joshua akati kwaʋari: Musatya, kana kuvunduswa; simbai mutsuŋge mŋoyo, nokuti Jehova ucaita saiɀoɀo naʋaʋeŋgi ʋenyu ʋose, ʋamunorwa naʋo.
Pakurirana nevamwe
Joshua 10 SUB1949Joshua 10:25 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joshuwa akati kwavari, “Musatye zvenyu kana kuzeza, shingai mutsunge mwoyo nokuti ndizvo zvichaita Tenzi kuvavengi venyu vose vamucharwisa.”
Pakurirana nevamwe
Joshua 10 SCLB