Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Joshua 10:8 - Compare All Versions

Joshua 10:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Jehovha akati kuna Joshua, “Usavatya; ndavaisa mumaoko ako. Hapana kana mumwe wavo achagona kumira pamberi pako.”

Pakurirana nevamwe
Joshua 10 BDSC

Joshua 10:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Jehovha akati kuna Joshua, “Usavatya, nokuti ndavaisa mumaoko ako; hakuna munhu uchagona kumira pamberi pako.”

Pakurirana nevamwe
Joshua 10 SNA2002

Joshua 10:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Tenzi akati kuna Joshuwa, “Usambovatya zvako nokuti ndatovaisa mumaoko ako. Hakuna nomumwe wavo achagona kumirisana newe.”

Pakurirana nevamwe
Joshua 10 SCLBD

Joshua 10:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Jehova akati kunaJoshua: Usaʋatya, nokuti ndaʋaisa mumaʋoko ako; hakunomunhu ucagona kumira pamberi pako.

Pakurirana nevamwe
Joshua 10 SUB1949

Joshua 10:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Tenzi akati kuna Joshuwa, “Usambovatya zvako nokuti ndatovaisa mumaoko ako. Hakuna nomumwe wavo achagona kumirisana newe.”

Pakurirana nevamwe
Joshua 10 SCLB