Joshua 23:10
Joshua 23:10 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Munhu mumŋe kwamuri ucadziŋga ʋanhu ʋanecuru cezana, nokuti Jehova Mŋari wenyu ndiye unokurwirai, seɀaakakuʋudzai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 23Joshua 23:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu mumwe chete kwamuri achadzinga vanhu vane chiuru, nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiye anokurwirai sezvaakavimbisa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 23Joshua 23:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Munhu mumwe kwamuri uchadzinga vanhu vane chiuru chezana, nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiye unokurwirai, sezvakakuudzai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 23