Joshua 24:16
Joshua 24:16 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ipapo ʋanhu ʋakapindura ʋakati: Mŋari atiɓatsire, kuti tirege kurasha Jehova ticishumira ʋamŋe ʋamŋari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 24Joshua 24:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo vanhu vakapindura vachiti, “Ngazvive kure nesu kuti tisiye Jehovha kuti tishumire vamwe vamwari!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 24Joshua 24:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo vanhu vakapindura vakati, “Mwari atibatsire, kuti tirege kurasha Jehovha tichishumira vamwe vamwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 24