Joshua 3:5
Joshua 3:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino Joshua akati kuvanhu, “Zvinatsei, nokuti mangwana Jehovha achaita zvinhu zvinoshamisa pakati penyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 3Joshua 3:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Joshua akati kuvanhu, “Zvinatsei, nokuti mangwana Jehovha uchaita zvinoshamisa pakati penyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 3Joshua 3:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Joshuwa akataurira vanhu achiti, “Zvichenurei nokuti mangwana Tenzi achaita zvinhu zvinoshamisa pakati penyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 3