Joshua 4:24
Joshua 4:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kuti ndudzi dzose dzenyika dzizive kuti ruoko rwaJehovha ndirwo rune simba; kuti vatye Jehovha Mwari wenyu nokusingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 4Joshua 4:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akaita izvi kuitira kuti ndudzi dzose dzapanyika dzizive kuti ruoko rwaJehovha rune simba uye kuti vatye Jehovha Mwari wenyu nokusingaperi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 4Joshua 4:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
kuitira kuti ndudzi dzose dzapasi pose dzigoziva kuti Tenzi ane simba guru kwazvo, uyewo kuti mutye Tenzi Mwari wenyu wose narini narini.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 4