Joshua 8:1
Joshua 8:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jehovha wakati kuna Joshua, “Usatya, kana kuvhunduswa; tora vanhu vose vehondo, musimuke, mukwire Ai; tarira ndaisa muruoko rwako mambo weAi navanhu vake, neguta rake, nenyika yake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 8Joshua 8:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino Jehovha akati kuna Joshua, “Usatya kana kuvhundutswa. Tora varwi vose uende unorwisa Ai. Nokuti ndaisa mambo weAi, navanhu vake, neguta rake nenyika yake mumaoko ako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 8Joshua 8:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akataurira Joshuwa achiti, “Usatye kana kuzeza, tora vanhu vehondo vose vaunavo usimuke ukwire kuAi. Zviripo ndezvizvi, ndaisa mumaoko ako mambo wokuAi navanhu vake, neguta rake nenyika yake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 8