Kuungudza kwaJeremia 1:1
Kuungudza kwaJeremia 1:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ko, muguta zvamusisina vanhu, iro rakanga rizere navanhu! Zvarangova sechirikadzi, iro rakanga riri guru pakati pendudzi! Iro rakanga riri mambokadzi pakati penyika, zvino rava nhapwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Kuungudza kwaJeremia 1Kuungudza kwaJeremia 1:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Haiwa, guta, rakanga rizere navanhu, rinogara sei riri roga! Iro, rakanga riri guru pakati pamarudzi, rava sechirikadzi! Iro, rakanga riri vamwoyo pakati penyika, rovigira mutero.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Kuungudza kwaJeremia 1Kuungudza kwaJeremia 1:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
O babawe kani! Guta riya rangove guta iwe guta raimbove bvakapfaka ravanhu. Kuita sechirikadzi kudai! Guta raimbova mambokadzi chaiye pamaguta ose nhasi pidigu rava murandawo zvake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Kuungudza kwaJeremia 1Kuungudza kwaJeremia 1:1 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Haiwa, guta, rakaŋga rizere naʋanhu, rinogara sei riri roga! Iro, rakaŋga riri guru pakati pamarudzi, raʋa secirikadzi! Iro, rakaŋga riri ʋamŋoyo pakati penyika, roʋigira mutero.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Kuungudza kwaJeremia 1