Revhitiko 11:45 - Compare All Versions
Revhitiko 11:45 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndini Jehovha akakubudisai muIjipiti kuti ndive Mwari wenyu; saka ivai vatsvene nokuti ndiri mutsvene.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 11 BDSCRevhitiko 11:45 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndini Jehovha wakakubudisai panyika yeIjipiti, kuti ndive Mwari wenyu; naizvozvo muve vatsvene, nokuti ini ndiri mutsvene.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 11 SNA2002Revhitiko 11:45 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ndinodaro nokuti ndini Tenzi ndakakuuyisai kuno, kubva kunyika yeIjipiti, kuti ndive Mwari wenyu. Saka ivai vatsvene nokuti ini ndiri mutsvene.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 11 SCLBDRevhitiko 11:45 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Nokuti ndini Jehova wakakuɓuɗisai panyika yeEgipita, kuti ndiʋe Mŋari wenyu; naiɀoɀo muʋe ʋatȿene, nokuti ini ndiri mutȿene.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 11 SUB1949Revhitiko 11:45 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti ndini Tenzi ndakakuuyisai kuno, kubva kunyika yeIjipiti, kuti ndive Mwari wenyu. Saka ivai vatsvene nokuti ini ndiri mutsvene.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 11 SCLB