Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Revhitiko 17:11 - Compare All Versions

Revhitiko 17:11 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Nokuti upenyu hwenyama huri muropa uye ndaripa kwamuri kuti rikuyananisirei paaritari; ropa ndiro rinoyananisira upenyu hwomunhu.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 17 BDSC

Revhitiko 17:11 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Nokuti upenyu hwenyama huri muropa; ndakakupai iro paatari, kuti riyananisire mweya yenyu; nokuti iropa rinoyananisira nokuda kwoupenyu hurimo.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 17 SNA2002

Revhitiko 17:11 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ndinodaro nokuti muropa rezvipenyu zvose ndimo mune upenyu hwazvo. Ndakaripa kwamuri kuti murishandise paatari kupfupira zvitadzo zvenyu. Ropa ndiro rinoripira zvitadzo pamusana poupenyu huri mariri.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 17 SCLBD

Revhitiko 17:11 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti ʋupenyu bgenyama bguri muropa; ndakakupai iro paartari, kuti riyananisire mŋeya yenyu; nokuti iropa rinoyananisira nokuɗa kwoʋupenyu bguri’mo.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 17 SUB1949

Revhitiko 17:11 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ndinodaro nokuti muropa rezvipenyu zvose ndimo mune upenyu hwazvo. Ndakaripa kwamuri kuti murishandise paatari kupfupira zvitadzo zvenyu. Ropa ndiro rinoripira zvitadzo pamusana poupenyu huri mariri.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 17 SCLB