Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Revhitiko 18:21 - Compare All Versions

Revhitiko 18:21 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“ ‘Usapa ani zvake pakati pavana vako kuti vabayirwe kuna Moreki nokuti haufaniri kumhura zita raJehovha. Ndini Jehovha.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 18 BDSC

Revhitiko 18:21 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Usapa mumwe wavana vako kuti apinde mumoto kuna Moreki, uye usamhura zita raMwari wako; ndini Jehovha.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 18 SNA2002

Revhitiko 18:21 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Usape mwana wako kuti apisirwe Moreki mumoto uchiipisa zita raMwari wenyu, ndini Tenzi.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 18 SCLBD

Revhitiko 18:21 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Usapa mumŋe waʋana ʋako kuti apinde mumŋoto kunaMoreki, ʋuye usamhura zita raMŋari wako; ndini Jehova.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 18 SUB1949

Revhitiko 18:21 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Usape mwana wako kuti apisirwe Moreki mumoto uchiipisa zita raMwari wenyu, ndini Tenzi.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 18 SCLB