Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Revhitiko 18:23 - Compare All Versions

Revhitiko 18:23 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“ ‘Usasangana nemhuka uye ugozvisvibisa nayo. Mukadzi haafaniri kuzvipa kumhuka kuti asangane nayo; uku kunyangadza kukuru.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 18 BDSC

Revhitiko 18:23 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Usavata nechipfuwo chipi nechipi kuti uzvisvibise nacho; nomukadzi ngaarege kumira pamberi pechipfuwo kuti akwirwe nacho; zvinonyangadza kwazvo.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 18 SNA2002

Revhitiko 18:23 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Murume ngaarege kuita chakaipa nemhuka achizvin'oresa nazvo. Mukadziwo ngaarege kuita chakaipa nemhuka, ndokurasika chaikoiko.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 18 SCLBD

Revhitiko 18:23 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Usaʋata necipfuʋo cipi necipi kuti uɀiȿiɓise naco; nomukadzi ŋgaarege kumira pamberi pecipfuwo kuti akwirwe naco; ɀinonyaŋgadza kwaɀo.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 18 SUB1949

Revhitiko 18:23 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Murume ngaarege kuita chakaipa nemhuka achizvin'oresa nazvo. Mukadziwo ngaarege kuita chakaipa nemhuka, ndokurasika chaikoiko.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 18 SCLB