Revhitiko 19:17 - Compare All Versions
Revhitiko 19:17 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Usavenga hama yako mumwoyo mako. Tsiura muvakidzani wako zviri pachena kuitira kuti usazova nomugove pamhosva yake.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 19 BDSCRevhitiko 19:17 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Usavenga hama yako mumwoyo mako; unofanira kuraira wokwako kwazvo, kuti urege kuva nezvivi nokuda kwake.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 19 SNA2002Revhitiko 19:17 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Usaite daka uchivenga hama yako mumwoyo mako, asi gara pasi unyatsotaurirana naye urege kuita chitadzo pamusana pake.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 19 SCLBDRevhitiko 19:17 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Usaʋeŋga hama yako mumŋoyo mako; unofanira kuraira wokwako kwaɀo, kuti urege kuʋa neɀiʋi nokuɗa kwake.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 19 SUB1949Revhitiko 19:17 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usaite daka uchivenga hama yako mumwoyo mako, asi gara pasi unyatsotaurirana naye urege kuita chitadzo pamusana pake.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 19 SCLB