Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Revhitiko 20:26 - Compare All Versions

Revhitiko 20:26 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Munofanira kuva vatsvene kwandiri nokuti ini Jehovha ndiri mutsvene. Ndakakutsaurai kubva kundudzi kuti muve vangu ndoga.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 20 BDSC

Revhitiko 20:26 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Munofanira kuva vatsvene kwandiri; nokuti ini Jehovha ndiri mutsvene, ndakakutsaurai pakati pedzimwe ndudzi, kuti muve vangu.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 20 SNA2002

Revhitiko 20:26 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ivai vatsvene kwandiri nokuti ini Tenzi ndiri mutsvene uyewo ndakakutsaurai mukati mendudzi dzevanhu kuti muve vangu.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 20 SCLBD

Revhitiko 20:26 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Munofanira kuʋa ʋatȿene kwandiri; nokuti ini Jehova ndiri mutȿene, ndakakutsaurai pakati pedzimŋe ndudzi, kuti muʋe ʋaŋgu.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 20 SUB1949

Revhitiko 20:26 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ivai vatsvene kwandiri nokuti ini Tenzi ndiri mutsvene uyewo ndakakutsaurai mukati mendudzi dzevanhu kuti muve vangu.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 20 SCLB