Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Revhitiko 26:1 - Compare All Versions

Revhitiko 26:1 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“ ‘Musaita zvifananidzo kana kumisa chifananidzo kana ibwe rinoyera kwamuri, uye musaisa dombo rakavezwa munyika yenyu kuti mukotamire pamberi paro. Ndini Jehovha Mwari wenyu.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 26 BDSC

Revhitiko 26:1 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Musazviitira zvifananidzo, kana kuzvimutsira mufananidzo wakavezwa kana shongwe yebwe; musaisa ibwe rinomufananidzo munyika yenyu kuti mupfugamirepo, nokuti ndini Jehovha Mwari wenyu.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 26 SNA2002

Revhitiko 26:1 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Regai kuzvigadzirira zvifananidzo zvokunamata kana kumisa zvifananidzo zvokuveza, kana matombo okuyeuka nawo vamwe vamwari. Regai kumisa matombo munyika yenyu muchianamata nokuti ini Tenzi ndini Mwari wenyu.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 26 SCLBD

Revhitiko 26:1 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Musaɀiitira ɀifananidzo, kana kuɀimutsira mufananidzo wakaʋezwa kana shoŋgwe yebge; musaisa ibge rinomufananidzo munyika yenyu kuti mufugamire’po, nokuti ndini Jehova Mŋari wenyu.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 26 SUB1949

Revhitiko 26:1 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Regai kuzvigadzirira zvifananidzo zvokunamata kana kumisa zvifananidzo zvokuveza, kana matombo okuyeuka nawo vamwe vamwari. Regai kumisa matombo munyika yenyu muchianamata nokuti ini Tenzi ndini Mwari wenyu.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 26 SCLB