Revhitiko 26:10 - Compare All Versions
Revhitiko 26:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muchange muchiri kudya gohwo regore rakapera pamuchazobvisa kuti muise zvitsva.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 26 BDSCRevhitiko 26:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muchadya zviyo zvakachangetwa nguva huru, muchafanira kubudisa zvekare kudziurira zvitsva.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 26 SNA2002Revhitiko 26:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Mbesanwa dzenyu dzichasaruka nokusarukazve mumatura enyu, muchidya, zvokutozodzirasa moisa dzimwe itsva.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 26 SCLBDRevhitiko 26:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Mucadya ɀiyo ɀakaceŋgetwa ŋguʋa huru, mucafanira kuɓuɗisa ɀekare kudziʋurira ɀitȿa.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 26 SUB1949Revhitiko 26:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mbesanwa dzenyu dzichasaruka nokusarukazve mumatura enyu, muchidya, zvokutozodzirasa moisa dzimwe itsva.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 26 SCLB