Revhitiko 26:11 - Compare All Versions
Revhitiko 26:11 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichadzika tabhenakeri yangu pakati penyu uye handizokusemai.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 26 BDSCRevhitiko 26:11 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichagadza tabhenakeri yangu pakati penyu; mweya wangu haungakusemiyi.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 26 SNA2002Revhitiko 26:11 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ndichaita musha wangu pakati penyu, Handizombofi ndakakufuratirai.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 26 SCLBDRevhitiko 26:11 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ndicagadza tabernakeri yaŋgu pakati penyu; mŋeya waŋgu hauŋgakusemiyi.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 26 SUB1949Revhitiko 26:11 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaita musha wangu pakati penyu, Handizombofi ndakakufuratirai.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 26 SCLB