Revhitiko 26:12 - Compare All Versions
Revhitiko 26:12 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichafamba pakati penyu ndigova Mwari wenyu, uye muchava vanhu vangu.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 26 BDSCRevhitiko 26:12 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichafamba pakati penyu, ndichava Mwari wenyu, nemi muchava vanhu vangu.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 26 SNA2002Revhitiko 26:12 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ndichaenda nemi, ndichava Mwari wenyu imi muri vanhu vangu.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 26 SCLBDRevhitiko 26:12 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ndicafamba pakati penyu, ndicaʋa Mŋari wenyu, nemi mucaʋa ʋanhu ʋaŋgu.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 26 SUB1949Revhitiko 26:12 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaenda nemi, ndichava Mwari wenyu imi muri vanhu vangu.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 26 SCLB