Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Revhitiko 26:5 - Compare All Versions

Revhitiko 26:5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Kupura kwenyu kuchasvika pakukohwa mazambiringa uye kukohwa mazambiringa kuchasvika pakudyara, uye muchadya zvose zvamunoda uye mugogara makachengetedzeka munyika menyu.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 26 BDSC

Revhitiko 26:5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Kupura kwenyu kuchasvika pakukohwa mazambiringa, nokukohwa mazambiringa kuchasvika panguva yokudyara; muchadya zvokudya zvenyu mukaguta, nokugara munyika yenyu makachengeteka.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 26 SNA2002

Revhitiko 26:5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Mbesa dzenyu dzichawanda zvokuti nguva yokutanha michero yamagirepisi ichasvika musati mapedza kupura mbesa. Munodzamara musvike pakudyara mbesa dzenyu musati mapedza kutanha magirepisi. Muchadya zvokudya zvenyu muchiguta mugere munyika yenyu makagarikana.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 26 SCLBD

Revhitiko 26:5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Kupura kwenyu kucaȿika pakukohwa mazambiriŋga, nokukohwa mazambiriŋga kucaȿika paŋguʋa yokudɀara; mucadya ɀokudya ɀenyu mukaguta, nokugara munyika yenyu makaceŋgeteka.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 26 SUB1949

Revhitiko 26:5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Mbesa dzenyu dzichawanda zvokuti nguva yokutanha michero yamagirepisi ichasvika musati mapedza kupura mbesa. Munodzamara musvike pakudyara mbesa dzenyu musati mapedza kutanha magirepisi. Muchadya zvokudya zvenyu muchiguta mugere munyika yenyu makagarikana.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 26 SCLB