Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Revhitiko 9:24 - Compare All Versions

Revhitiko 9:24 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Moto wakabuda kubva pamberi paJehovha ukapisa chipiriso chinopiswa namafuta paaritari. Vanhu vose pavakazviona vakadanidzira nomufaro uye vakawira pasi nezviso zvavo.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 9 BDSC

Revhitiko 9:24 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ipapo moto wakabuda pamberi paJehovha, ukapisa chipiriso chinopiswa namafuta pamusoro peatari; vanhu vose vakati vachizviona vakadanidzira, vakawira pasi nezviso zvavo.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 9 SNA2002

Revhitiko 9:24 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Pakarepo moto wakabva kuna Tenzi ukaroromesa mupiro wokupisa pamwechete namafuta aiva paatari. Vanhu vose pavakazviona vakadaidzira vakati pasi zvambarara.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 9 SCLBD

Revhitiko 9:24 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ipapo mŋoto wakaɓuɗa pamberi paJehova, ukapisa cipiriso cinopiswa namafuta pamsoro peartari; ʋanhu ʋose ʋakati ʋaciɀiʋona ʋakaɗanidzira, ʋakawira pasi neɀiso ɀaʋo.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 9 SUB1949

Revhitiko 9:24 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Pakarepo moto wakabva kuna Tenzi ukaroromesa mupiro wokupisa pamwechete namafuta aiva paatari. Vanhu vose pavakazviona vakadaidzira vakati pasi zvambarara.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 9 SCLB