Ruka 15:21
Ruka 15:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Mwanakomana akati kwavari, ‘Baba, ndatadzira wedenga nemi, handichafaniri kunzi mwanakomana wenyu.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 15Ruka 15:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Mwanakomana akati kuna baba vake, ‘Baba, ndakatadzira denga napamberi penyu. Handichafaniri kunzi mwanakomana wenyu.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 15Ruka 15:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwana uya akati kwavari, ‘Baba, ndakatadzira Wedenga uye ndakakutadzirai. Handichakodzeri kuti ndinzi mwana wenyu.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 15