Ruka 15:24
Ruka 15:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
nokuti mwanakomana wangu uyu akanga afa, araramazve; akanga arasika, awanikazve.’ Zvino vakatanga kufara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 15Ruka 15:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
nokuti mwana wangu uyu akanga afa ava mupenyu zvakare, akanga arasika zvino awanikwa.’ Ndokubva vatanga zvavo kufara zvikuru.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 15Ruka 15:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti mwanakomana wangu uyu akanga afa, zvino araramazve; akanga arasika, zvino awanikwa.’ Saka vakatanga kupembera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 15