Ruka 16:10
Ruka 16:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Ani naani anogona kutendeka pane zvinhu zviduku anogonawo kutendeka pane zvakawanda, uye ani naani asina kutendeka pazvinhu zviduku duku achavawo asina kutendeka pane zvakawanda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 16Ruka 16:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akatendeka pazvinhu zviduku-duku, akatendekawo pazvikuru; asi asakarurama pazvinhu zviduku-duku, haangaruramiwo pazvikuru.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 16Ruka 16:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu anovimbika mune zvidiki anovimbika mune zvikuru. Uyowo asingavimbiki mune zvidiki haavimbikiwo mune zvikuru.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 16