Ruka 16:11-12
Ruka 16:11-12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo kana musina kuva vakatendeka papfuma isakarurama, ndianiko achakutendai nepfuma yechokwadi? Kana musina kuva vakatendeka pazvinhu zvomumwe, ndianiko achakupai zvenyu?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 16Ruka 16:11-12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino kana usingavimbiki munezvemari isina kururama zvayo, ndiani angakuchengetese upfumi hwechokwadi? Zvino kana usina kuvimbika nechinhu chomumwe ndiani angakupe zvako pachako?’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 16Ruka 16:11-12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka kana manga musina kutendeka paupfumi hwenyika, ndianiko achavimba nemi paupfumi hwechokwadi? Uye kana wanga usina kutendeka pazvinhu zvomumwe, ndianiko achakupa zvinhu zvako iwe?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 16