Ruka 16:13
Ruka 16:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Hakuna muranda angagona kushandira vatenzi vaviri. Nokuti achavenga mumwe agoda mumwe, kana kuti achanamatira kuno mumwe uye agozvidza mumwe. Hazvigoni kuti ushandire Mwari nepfuma.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 16Ruka 16:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Hakuna muranda angagona kushandira vatenzi vaviri, nokuti achavenga mumwe, akada mumwe; kana achinamatira mumwe, akazvidza mumwe; hamungashandirii Mwari nePfuma.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 16Ruka 16:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Hapana muranda anogona kushandira vatenzi vaviri nokuti anogona kuvenga mumwe achida mumwe kana kuti kwati kwati nomumwe achishora mumwe wacho. Haugoni kushandira Mwari uye mari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 16