Ruka 16:31
Ruka 16:31 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Akati kwaari, ‘Kana vasinganzwi Mosesi navaporofita, havangatendi, kunyange mumwe akamuka kuvakafa.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 16Ruka 16:31 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Abhurahamu akati kwaari, ‘Kana vakarega kunzwa Mosesi navaporofita havambotendi kana mumwe munhu akamuka achibva kuvafi.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 16Ruka 16:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Iye akati kwaari, ‘Kana vasinganzwi Mozisi navaprofita, havangatendi kunyange dai mumwe akamuka kubva kuvakafa.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 16