Ruka 18:16
Ruka 18:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi Jesu akadana vana kwaari achiti, “Regai vana vaduku vauye kwandiri, uye musavadzivisa, nokuti umambo hwaMwari ndohwavakadai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 18Ruka 18:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Jesu akavadanira kwaari, akati, “Regai vana vaduku, vauye kwandiri, musavadzivisa, nokuti ushe hwaMwari ndohwavakadai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 18Ruka 18:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Jesu akadaidzira achiti, “Regai vana vaduku vauye kwandiri musavarambidze nokuti umambo hwedenga ndehwevakaita savava.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 18