Ruka 19:3 - Enzanisa Shanduro Dzose
Ruka 19:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akauya achida kuona Jesu kuti ndiani, asi nokuda kwokuti akanga ari munhu mupfupi, akatadza kuona nokuda kwavanhu vazhinji.
Pakurirana nevamwe
Ruka 19 BDSCRuka 19:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
akatsvaka kuona Jesu, kuti ndiye ani; asi akanga asingagoni, nokuti akanga akapfupika.
Pakurirana nevamwe
Ruka 19 SNA2002Ruka 19:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
akatȿaka kuʋona Jesu, kuti ndiye ani; asi wakaŋga asiŋgagoni, nokuti wakaŋga akafupika.
Pakurirana nevamwe
Ruka 19 SUB1949Ruka 19:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aida kuona zvakaita Jesu asi haana kukwanisa nokuda kwegurumwandira ravanhu nokuti iye akanga akapfupika.
Pakurirana nevamwe
Ruka 19 SCLBRuka 19:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Aida kuona zvakaita Jesu asi haana kukwanisa nokuda kwegurumwandira ravanhu nokuti iye akanga akapfupika.
Pakurirana nevamwe
Ruka 19 SCLBD