Ruka 19:5-6
Ruka 19:5-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati asvika panzvimbo iyoyo, akatarisa kumusoro ndokuti kwaari, “Zakeo, buruka nokukurumidza. Ndinofanira kunogara mumba mako nhasi.” Saka akakurumidza kuburuka akamugamuchira nomufaro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 19Ruka 19:5-6 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino Jesu wakati aciȿika’po, akatarira kumsoro, akati kwaari: Zakeo, kurumidza uɓuruke; nokuti nhasi ndinofanira kugara mumba mako. Iye akakurumidza kuɓuruka, akamugamucira nomufaro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 19Ruka 19:5-6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jesu akati achisvikapo, akatarira kumusoro, akati kwaari, “Zakeo, kurumidza uburuke; nokuti nhasi ndinofanira kugara mumba mako.” Iye akakurumidza kuburuka, akamugamuchira nomufaro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 19