Ruka 20:25
Ruka 20:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakapindura vakati, “NdezvaKesari.” Iye akati kwavari, “Ipai Kesari zvaKesari uye mugopa Mwari zvaMwari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 20Ruka 20:25 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ipapo akati kwaʋari: Naiɀoɀo ipai Kesari ɀaKesari, naMŋari ɀaMŋari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 20Ruka 20:25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo akati kwavari, “Naizvozvo ipai Kesari zvaKesari, naMwari zvaMwari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 20