Ruka 20:8 - Enzanisa Shanduro Dzose
Ruka 20:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati, “Neniwo handichakuudzai simba randinoita naro zvinhu izvi.”
Pakurirana nevamwe
Ruka 20 BDSCRuka 20:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jesu akati kwavari, “Neniwo handingakuudziyi simba randinoita naro zvinhu izvi.”
Pakurirana nevamwe
Ruka 20 SNA2002Ruka 20:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino Jesu akati kwaʋari: Neni ʋo handiŋgakuʋudziyi simba randinoita naro ɀinhu iɀi.
Pakurirana nevamwe
Ruka 20 SUB1949Ruka 20:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kwavari, “Kana neniwo handikutaurirei kuti ndinoita izvi nesimba raani.”
Pakurirana nevamwe
Ruka 20 SCLBRuka 20:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Jesu akati kwavari, “Kana neniwo handikutaurirei kuti ndinoita izvi nesimba raani.”
Pakurirana nevamwe
Ruka 20 SCLBD