Ruka 21:11
Ruka 21:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kudengenyeka kukuru kwenyika kuchavapo, nokune dzimwe nzvimbo nzara nehosha, nezvinotyisa, uye zviratidzo zvikuru, zvichabva kudenga, zvichavapo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 21Ruka 21:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kuchava nokudengenyeka kwenyika kukuru, nzara nehosha kunzvimbo dzakasiyana-siyana, uye zvinhu zvinotyisa nezviratidzo zvikuru zvinobva kudenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 21Ruka 21:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuchava nokundengendeka kwapasi kukuru, munzvimbo dzakasiya–siyana muchava nedzinzara nezvirwere, kuchava nezvinotyisa nezviratidzo zvikuru zvichibva kudenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 21