Ruka 21:15
Ruka 21:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti ndichakupai muromo nokuchenjera, kuchakonesa vavengi venyu vose kukukundai nokuramba zvamunoreva.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 21Ruka 21:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti ndichakupai mashoko nouchenjeri zvokuti hakuna munhu pavavengi venyu achagona kuzviramba kana kuzvipikisa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 21Ruka 21:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndichakupai unyanzvi hokutaura noungwaru zvokuti hapana kana mhandu yenyu ichazokwanisana nemi kana kupokana nemi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 21