Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 22:64 - Enzanisa Shanduro Dzose

Ruka 22:64 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vakamusunga kumeso vakati, “Profita! Ndiani akurova?”

Pakurirana nevamwe
Ruka 22 BDSC

Ruka 22:64 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Vakafukidzira meso ake, vakamubvunza, vachiti, “Porofita kuti ndiani akurova.”

Pakurirana nevamwe
Ruka 22 SNA2002

Ruka 22:64 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ʋakafukidzira meso ake, ʋakamubvunza, ʋaciti: Profita kuti ndiani wakuroʋa.

Pakurirana nevamwe
Ruka 22 SUB1949

Ruka 22:64 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vakamusunga kumeso vachimubvunza vachiti, “Porofitaka. Ndiani akurova.”

Pakurirana nevamwe
Ruka 22 SCLB

Ruka 22:64 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vakamusunga kumeso vachimubvunza vachiti, “Porofitaka. Ndiani akurova.”

Pakurirana nevamwe
Ruka 22 SCLBD