Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 23:15 - Enzanisa Shanduro Dzose

Ruka 23:15 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Kunyange naHerodhi, nokuti amudzosa kwatiri; sezvamunoona, haana kuita chinhu chingafanira kutongerwa rufu.

Pakurirana nevamwe
Ruka 23 BDSC

Ruka 23:15 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

kunyange naHerodhiwo; nokuti wamudzosera kwatiri; tarirai, hakuna chinhu chakaitwa naye, chakafanira rufu.

Pakurirana nevamwe
Ruka 23 SNA2002

Ruka 23:15 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

kunyaŋge naHerode ʋo; nokuti wamudzosera kwatiri; tarirai, hakunecinhu cakaitwa naye, cakafanira rufu.

Pakurirana nevamwe
Ruka 23 SUB1949

Ruka 23:15 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

kunyangewo Herodhi nokuti amudzorera kwatiri. Tarisai muone kuti hapana chaakaita chinokodzera rufu.

Pakurirana nevamwe
Ruka 23 SCLB

Ruka 23:15 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

kunyangewo Herodhi nokuti amudzorera kwatiri. Tarisai muone kuti hapana chaakaita chinokodzera rufu.

Pakurirana nevamwe
Ruka 23 SCLBD