Ruka 23:34
Ruka 23:34 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Jesu akati, “Baba, muvakanganwire, nokuti havazivi chavanoita.” Vakagovana nguo dzake, vachikanda mijenya pamusoro padzo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 23Ruka 23:34 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ipapo Jesu akati: Ƃaɓa, muʋakaŋganwire, nokuti haʋaziʋi caʋanoita. Ʋakagoʋana ŋguʋo dzake, ʋacikanda mijenya pamsoro padzo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 23Ruka 23:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati, “Baba, varegererei, nokuti havazivi zvavari kuita.” Vakagovana nguo dzake vachikanda mijenya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 23