Ruka 23:46
Ruka 23:46 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jesu akadana nezwi guru, achiti, “Baba, ndinoisa mweya wangu pamaoko enyu!” Akati areva izvozvo, akabudisa mweya wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 23Ruka 23:46 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino Jesu akaɗana nenzwi guru, aciti: Ƃaɓa, ndinoisa mŋeya waŋgu pamaʋoko enyu! Akati areʋa iɀoɀo, akaɓuɗisa mŋeya wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 23Ruka 23:46 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akadanidzira nenzwi guru achiti, “Baba, ndinoisa mweya wangu mumaoko enyu.” Akati ataura izvi, akabudisa mweya wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 23