Ruka 24:31-32
Ruka 24:31-32 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo meso avo akasvinudzwa, vakamuziva; akanyangarika kwavari. Vakataurirana, vachiti, “Ko mwoyo yedu yakanga isingapisi mukati medu, achitaura nesu munzira, nokutizarurira Magwaro here?”
Ruka 24:31-32 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ipapo meso aʋo akaȿinudzwa, ʋakamuziʋa; akanyaŋgarika kwaʋari. Ʋakataurirana, ʋaciti: Ko mŋoyo yeɗu yakaŋga isiŋgapisi mukati meɗu, acitaura nesu munzira, nokutizarurira Magwaro here?
Ruka 24:31-32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo meso avo akasvinudzwa vakamuziva, akabva anyangarika pamberi pavo. Vakabvunzana vachiti, “Ko, mwoyo yedu yanga isingapisi neiko mukati medu zvaanga achitaura nesu mumugwagwa uye achitizarurira magwaro?”
Ruka 24:31-32 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Maziso avo akabva azaruka vakabva vamuziva, asi iye akabva anyangarika kwavari. Vakataurirana vachiti, “Mwoyo yedu haina kunge yava kutopisirira here mukati medu paanga achitaura kwatiri munzira; paya paanga achitizarurira Magwaro Matsvene?”
Ruka 24:31-32 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)