Ruka 3:21
Ruka 3:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vanhu vose vakati vachiri kubhabhatidzwa, Jesu akabhabhatidzwawo. Uye akati achinyengetera, denga rakazaruka
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 3Ruka 3:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vanhu vose vakati vabhabhatidzwa, naiye Jesu abhabhatidzwawo, achinyengetera, denga rikazarurwa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 3Ruka 3:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakati zvino vanhu vose vaombekwa, Jesu akaombekwawo. Achingunonamata denga rakazaruka
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 3