Ruka 3:8
Ruka 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Chiberekai zvibereko zvinoenderana nokutendeuka. Uye musatanga kuti mumwoyo menyu, ‘Abhurahama ndiye baba vedu.’ Nokuti ndinoti kwamuri Mwari anogona kumutsira Abhurahama vana pamabwe aya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 3Ruka 3:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo berekai zvibereko zvakafanira kutendeuka; musatanga kureva mumwoyo menyu, muchiti, Abhurahamu ndibaba vedu; nokuti ndinoti kwamuri, Mwari angamutsira Abhurahamu vana pamabwe awa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 3Ruka 3:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo berekai michero inowirirana nokupinduka kwenyu, uye musavambe kuzviti, ‘Tina Abhurahamu sababa vedu, nokuti ndinoti kwamuri, Mwari anogona kumutsira Abhurahamu vana kubva kumatombo aya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 3